1 Kings 16:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zimri wakati aciʋona kuti guta rakundwa, akapinda munhare paimba yamambo, akapisira imba yamambo pamsoro pake, akafa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zimuri paakaona kuti guta rakanga ratorwa, akaenda kunhare yomuzinda wamambo akabva azvipisira mumuzinda. Naizvozvo akafa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona Zimuri kuti guta rakurirwa akatizira mumuzinda wamambo. Akapisa imba yamambo nomoto akatsviramo akafa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zimiri wakati achiona kuti guta rakundwa, akapinda munhare paimba yamambo, akapisira imba yamambo pamusoro pake, akafa;
Shona 2009?
Zvino Zimiri wakati achiona kuti guta rakundwa, akapinda munhare paimba yamambo, akapisira imba yamambo pamusoro pake, akafa;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zimiri wakati achiona kuti guta rakundwa, akapinda munhare paimba yamambo, akapisira imba yamambo pamusoro pake, akafa;