1 Kings 16:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋaIsraeri ʋakaparadzana, ʋakaita mapoka maʋiri; ʋamŋe ʋakateʋera Tibni mŋanakomana waGinati, ʋaciɗa kumuita mambo waʋo, asi ʋamŋe ʋakateʋera Omri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu veIsraeri vakaparadzana vakaita zvikwata zviviri; hafu ikatevera Tibhini, mwanakomana waGinati, kuti ave mambo, uye imwe hafu ikatevera Omuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vokwaIsiraeri vakabva vakamukana kuita mapato maviri. Chimwe chikamu chakatevera Tibhini mwanakomana waGinati kuti vamuite mambo chimwewo chakatevera Omuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vaIsiraeri vakaparadzana, vakaita mapoka maviri; vamwe vakatevera Tibhini mwanakomana waGinati, vachida kumuita mambo wavo, asi vamwe vakatevera Omiri.
Shona 2009?
Zvino vanhu vaIsiraeri vakaparadzana, vakaita mapoka maviri; vamwe vakatevera Tibhini mwanakomana waGinati, vachida kumuita mambo wavo, asi vamwe vakatevera Omiri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu VaIsiraeri vakaparadzana, vakaita mapoka maviri; vamwe vakatevera Tibhini mwanakomana waGinati, vachida kumuita mambo wavo, asi vamwe vakatevera Omiri.