1 Kings 16:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Omri wakaita ɀakaipa pamberi paJehova, akapfuʋura ʋose ʋakamutaŋgira pakuita ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Omuri akaita zvakaipa pamberi paJehovha uye akatadza kupfuura vose vakanga vamutangira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Omuri akaita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi zvokuita zvakaipa kupinda vose vakamutangira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Omiri wakaita zvakaipa pamberi paJehovha, akapfuura vose vakamutangira pakuita zvakaipa.
Shona 2009?
Asi Omiri wakaita zvakaipa pamberi paJehovha, akapfuura vose vakamutangira pakuita zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Omiri wakaita zvakaipa pamberi paJehovha, akapfuura vose vakamutangira pakuita zvakaipa.