1 Kings 16:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore ramakumi matatu namasere raAsa mambo waJuda, Ahabi mŋanakomana waOmri wakataŋga kuɓata ʋushe bgaIsraeri; Ahabi mŋanakomana waOmri akaɓata ʋushe bgaIsraeri paSamaria makore anamakumi maʋiri namaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi matatu namasere raAsa, mambo weJudha, Ahabhu, mwanakomana waOmuri, akava mambo weIsraeri, uye akatonga Israeri muSamaria kwamakore makumi maviri namaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi matatu nechisere rokutonga kwaAsa mambo wokwaJudha, Ahabhu mwanakomana waOmuri akatanga kutonga kwaIsiraeri. Ahabhu uyu mwana waOmuri akatonga kwaIsiraeri ari muSamaria kwamakumi maviri amakore ana makore maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore ramakumi matatu namasere raAsa mambo waJudha, Ahabhi mwanakomana waOmiri wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri; Ahabhi mwanakomana waOmiri akabata ushe hwaIsiraeri paSamaria makore makumi maviri namaviri.
Shona 2009?
Negore ramakumi matatu namasere raAsa mambo waJudha, Ahabhi mwanakomana waOmiri wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri, Ahabhi mwanakomana waOmiri akabata ushe hwaIsiraeri paSamaria makore makumi maviri namaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Negore ramakumi matatu namasere raAsa mambo waJudha, Ahabhi mwanakomana waOmiri wakatanga kubata ushe hwaIsiraeri; Ahabhi mwanakomana waOmiri akabata ushe hwaIsiraeri paSamaria makore makumi maviri namaviri.