1 Kings 16:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ndicabvisa Baasha neimba yake cose; ndicaita imba yako seɀandakaita imba yaJeroboami mŋanakomana waNebati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndava kuda kuparadza Bhaasha neimba yake, uye ndichaita kuti imba yako ifanane neimba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chinzwa, ndichanyatsotsvaira Bhaasha nevemba yake ndichiita kuti imba yake iite semba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ndichabvisa Bhaasha neimba yake chose; ndichaita imba yako sezvandakaita imba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.
Shona 2009?
Tarira, ndichabvisa Bhaasha neimba yake chose; ndichaita imba yako sezvandakaita imba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ndichabvisa Bhaasha neimba yake chose; ndichaita imba yako sezvandakaita imba yaJerobhoamu mwanakomana waNebhati.