1 Kings 16:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ahabi akaita ʋo matanda okunamata nawo, Ahabi akawedzera kumutsa shuŋgu dzaJehova Mŋari waIsraeri, kupfuʋura madzimambo ose akamutaŋgira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahabhu akagadzirawo danda raAshera uye akaita kuti Jehovha, Mwari waIsraeri, atsamwe kupfuura zvakaita madzimambo akamutangira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu akagadzira chimufananidzo chinomiririra Ashera, mumwe mwari wechikadzi. Ahabhu uyu akaita zvakawanda zvokushatirisa Tenzi kupinda mamwe madzimambo ose okwaIsiraeri akamutangira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ahabhi akaitawo matanda okunamata nawo, Ahabhi akawedzera kumutsa shungu dzaJehovha Mwari waIsiraeri, kupfuura madzimambo ose akamutangira.
Shona 2009?
Ahabhi akaitawo matanda okunamata nawo, Ahabhi akawedzera kumutsa shungu dzaJehovha Mwari waI siraeri, kupfuura madzimambo ose akamutangira.
Shona SUB 2002 Bible
Ahabhi akaitawo matanda okunamata nawo, Ahabhi akawedzera kumutsa shungu dzaJehovha Mwari waIsiraeri, kupfuura madzimambo ose akamutangira.