1 Kings 16:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani weimba yaBaasha unofira muguta, ucadyiwa nembga; aninani unofira kusaŋgo, ucadyiwa neshiri dzokuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imbwa dzichadya vose vaBhaasha vachafira muguta, uye shiri dzedenga dzichadya avo vachafira kusango.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wose wokwaBhaasha anofira muguta achadyiwa nembwa, wokwake anofirawo musango achidyiwawo neshiri dzedenga.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ani nani weimba yaBhaasha unofira muguta, uchadyiwa nembwa; ani nani unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzokudenga.”
Shona 2009?
"Ani nani weimba yaBhaasha unofira muguta, uchadyiwa nembwa; ani nani unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzokudenga."
Shona SUB 2002 Bible
“Ani nani weimba yaBhaasha unofira muguta, uchadyiwa nembwa; ani nani unofira kusango, uchadyiwa neshiri dzokudenga.”