1 Kings 17:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati acienda kuzoitora, akamuɗana, akati: Ƌondiʋigira ʋo cimeɗu ceciŋgwa muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga ava kuenda kundoitora, iye akadanidzira akati, “Mundivigirewo chimedu chechingwa, ndapota.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu paakanga oenda kundoitora, Eriya akadaidzira kwaari achiti, “Mundiigirewo chimedu chechingwa mumaoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achienda kuzoitora, akamudana, akati, “Dondivigirawo chimedu chechingwa muruoko rwako.”
Shona 2009?
"Zvino wakati achienda kundoitora, akamudana, akati, "Dondivigirawo chimedu chechingwa muruoko rwako."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achienda kuzoitora, akamudana, akati, “Dondivigirawo chimedu chechingwa muruoko rwako.”