1 Kings 17:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Eria akati kwaari: Usatya hako, enda undoita seɀandataura; asi cimbondiitira ini ciŋgwa ciɗuku, undiʋigire ico, ugoɀiitira iwe nomŋanakomana wako pashure.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria akati kwaari, “Usatya. Enda kumba undoita sezvawareva. Asi tanga wandibikira chingwa chiduku pane zvaunazvo ugouya nacho kwandiri, mushure ugozvigadzirira iwe nomwanakomana wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya akamuti, “Musatye zvenyu Endai zvenyu muite zvamareva, asi tangai mandigadzirira kachingwa paupfu ihwohwo mundiigirewo kuno mozoti mozvibikirawo imi nomwana wenyu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eria akati kwaari, “Usatya hako, enda undoita chingwa chiduku, undivigire icho, ugozviitira iwe nomwanakomana wako pashure.
Shona 2009?
Ipapo Eria akati kwaari, "Usatya hako, enda undoita chingwa chiduku, undivigire icho, ugozviitira iwe nomwanakomana wako pashure.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Eriya akati kwaari, “Usatya hako, enda undoita chingwa chiduku, undivigire icho, ugozviitira iwe nomwanakomana wako pashure.