1 Kings 17:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaɗanidzira kunaJehova, akati: Jehova Mŋari waŋgu, makaitireiko cirikadzi yandigere nayo cakaipa cakaɗai, ɀamaʋuraya mŋanakomana wake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akadanidzira kuna Jehovha akati, “Haiwa, Jehovha Mwari wangu, mauyisawo here dambudziko pachirikadzi iyi yandiri kugara nayo, nokuuraya mwanakomana wayo?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akachema kuna Tenzi achiti, “Nhai Tenzi, Mwari wangu, mungauyise here chokwadi nhamo yakadai kunyange kuchirikadzi yandigere nayo nokuuraya mwanakomana wayo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akadanidzira kuna Jehovha, akati, “Jehovha Mwari wangu, makaitireiko chirikadzi yandigere nayo chakaipa chakadai, zvamauraya mwanakomana wake?”
Shona 2009?
akadanidzira kuna Jehovha, akati, "Jehovha Mwari wangu, makaitireiko chirikadzi yandigere nayo chakaipa chakadai, zvamauraya mwanakomana wake?"
Shona SUB 2002 Bible
akadanidzira kuna Jehovha, akati, “Jehovha Mwari wangu, makaitireiko chirikadzi yandigere nayo chakaipa chakadai, zvamauraya mwanakomana wake?”