1 Kings 17:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akatsiʋama pamsoro pomŋana katatu, akaɗanidzira kunaJehova, akati: Jehova Mŋari waŋgu, ndinokumbira, mŋeya womŋana uyu ŋgaudzokere ɀe kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akazvambarara pamusoro pomukomana katatu akadanidzira kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha Mwari wangu, itai kuti mweya womukomana uyu udzokere maari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazvambarara pamusoro pomwana katatu achichema kuna Tenzi achiti, “Nhai Tenzi, Mwari wangu itai waro kuti mweya womwana uyu udzokere maari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akatsiyama pamusoro pomwana katatu, akadanidzira kuna Jehovha, akati, “Jehovha Mwari wangu, ndinokumbira, mweya womwana uyu ngaudzokerezve kwaari.”
Shona 2009?
Akatsivama pamusoro pomwana katatu, akadanidzira kuna Jehovha, akati, "Jehovha Mwari wangu, ndinokumbira, mweya womwana uyu ngaudzokerezve kwaari."
Shona SUB 2002 Bible
Akatsiyama pamusoro pomwana katatu, akadanidzira kuna Jehovha, akati, “Jehovha Mwari wangu, ndinokumbira, mweya womwana uyu ngaudzokerezve kwaari.”