1 Kings 17:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akanzwa inzwi raEria, mŋeya womŋana ukadzokera ɀe kwaari, akararama ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akanzwa kudanidzira kwaEria, mweya womukomana ukadzokera maari, uye akararama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akanzwa chichemo chaEriya, mweya womwana wakadzokera mumwana uyu. Nokudaro akava mupenyu pakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akanzwa izwi raEria, mweya womwana ukadzokerazve kwaari, akararamazve.
Shona 2009?
Jehovha akanzwa inzwi raEria, mweya womwana ukadzokerazve kwaari, akararamazve.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akanzwa izwi raEriya, mweya womwana ukadzokerazve kwaari, akararamazve.