1 Kings 17:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akati kunaEria: Ɀino ndinoziʋa kuti muri munhu waMŋari, ʋuye kuti shoko raJehova, riri mumuromo menyu, nderaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mukadzi akati kuna Eria, “Zvino ndazoziva kuti muri munhu waMwari uye kuti shoko raJehovha rinobuda mumuromo menyu nderechokwadi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu ndokuti kuna Eriya “Ndazoziva zvino kuti muri munhu waMwari uyewo kuti shoko raTenzi ramunotaura nomuromo wenyu nderechokwadi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akati kuna Eria, “Zvino ndinoziva kuti muri munhu waMwari, uye kuti shoko raJehovha, riri mumuromo menyu, nderazvokwadi.”
Shona 2009?
Mukadzi akati kuna Eria, "Zvino ndinoziva kuti muri munhu waMwari, uye kuti shoko raJehovha, riri mumuromo menyu, nderechokwadi."
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akati kuna Eriya, “Zvino ndinoziva kuti muri munhu waMwari, uye kuti shoko raJehovha, riri mumuromo menyu, nderazvokwadi.”