1 Kings 17:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kunwa mvura yorukoʋa, ʋuye ndakaraira makuŋguʋu kukupa ɀokudya ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchanwa mvura yorukova urwu, uye ndarayira makunguwo kuti akupe zvokudya ikoko.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukakova ikako ndimo mauchanwa mvura. Ndaudza makunguwo kuti apote achikupa chokudya ikoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kunwa mvura yorukova, uye ndakaraira makunguo kukupa zvokudya ipapo.”
Shona 2009?
Unofanira kumwa mvura yorukova, uye ndakaraira makunguvo kukupa zvokudya ipapo."
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kunwa mvura yorukova, uye ndakaraira makunguo kukupa zvokudya ipapo.”