1 Kings 17:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makuŋguʋu akamuʋigira ciŋgwa nenyama maŋgwanani, neciŋgwa nenyama maɗekwana; akanwa mvura yorukoʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makunguwo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani nechingwa nenyama manheru, uye akanwa mvura murukova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makunguwo aimuigira chingwa nenyama kumangwanani, kumauro achimuigirawo chingwa, achinwa mvura mukakova kacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama madekwana; akanwa mvura yorukova.
Shona 2009?
Makunguvo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama madekwana; akamwa mvura yorukova.
Shona SUB 2002 Bible
Makunguo akamuvigira chingwa nenyama mangwanani, nechingwa nenyama madekwana; akanwa mvura yorukova.