1 Kings 18:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ishe waŋgu haana‐kuʋudzwa here ɀandakaita paŋguʋa iya Izeberi yaakaʋuraya nayo ʋaprofita ʋaJehova, kuti ndakaʋanza ʋaprofita ʋaJehova ʋanezana, makumi mashanu namakumi mashanu muɓako, ndikaʋapa ɀiŋgwa nemvura?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe wangu, hamuna kunzwa here zvandakaita, Jezebheri paakanga achiuraya vaprofita vaJehovha? Ndakaviga vaprofita vaJehovha zana mumapako maviri, makumi mashanu mune rimwe nerimwe uye ndakavapa kudya nemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandakaita hamusati mazvinzwa here zvokuti Jezebhero paaiuraya vaporofita vaTenzi ini ndakahwandisa vaporofita zana vaTenzi mumapako, ndichivati umu makumi mashanu, umu makumi mashanu ndichivapa chingwa nemvura?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ishe wangu hamuna kuudzwa here zvandakaita panguva iya Izebheri yaakauraya nayo vaporofita vaJehovha kuti ndakavanza vaporofita vaJehovha, vane zana, makumi mashanu namakumi mashanu mubako, ndikavapa zvingwa nemvura?
Shona 2009?
Ishe wangu hamuna kuudzwa here zvandakaita panguva iya Izebheri yaakauraya nayo vaporofita vaJehovha kuti ndakavanza vaporofita vaJehovha, vane zana, makumi mashanu namakumi mashanu mubako, ndikavapa zvingwa nemvura?
Shona SUB 2002 Bible
Ishe wangu hamuna kuudzwa here zvandakaita panguva iya Jezebheri yaakauraya nayo vaporofita vaJehovha kuti ndakavanza vaporofita vaJehovha, vane zana, makumi mashanu namakumi mashanu mubako, ndikavapa zvingwa nemvura?