1 Kings 18:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino moti: Cindoʋudza ishe wako, uti: Eria uri pano; iye ucandiʋuraya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mava kundiudza kuti ndiende kuna ishe wangu ndinoti, ‘Eria ari kuno.’ Anondiuraya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino imi ndopamungati, ‘Enda utaurire vatenzi vako’ kuti, ‘Eriya uya ari pano’ anondiuraya uye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino moti, ‘Chindoudza ishe wako,’ uti, ‘Eria ari pano.’ ” Iye uchandiuraya.
Shona 2009?
Zvino moti, Chindoudza ishe wako,' uti, Eria ari pano.' " Iye uchandiuraya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino moti, ‘Chindoudza ishe wako,’ uti, ‘Eriya ari pano.’ ” Iye uchandiuraya.