1 Kings 18:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Eria akati: NaJehova wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, ndicaɀiratidza kwaari nhasi ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria akati, “NaJehovha Wamasimba Ose mupenyu, wandinoshandira, zvirokwazvo ndichazvipira kuna Ahabhu nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya ndokuti, “Ndinopika naTenzi chaiye mupenyu wehondo nehondo wandinonamata kuti ndichatozviratidza chete kwaari iye nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eria akati, “NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, ndichazviratidza kwaari nhasi zvirokwazvo.”
Shona 2009?
Eria akati, "NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, ndichazviratidza kwaari nhasi zvirokwazvo."
Shona SUB 2002 Bible
Eriya akati, “NaJehovha wehondo mupenyu, iye wandimire pamberi pake, ndichazviratidza kwaari nhasi zvirokwazvo.”