1 Kings 18:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Obadia akaenda kunaAhabi, akamuʋudza, Ahabi akandosoŋgana naEria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Obhadhia akaenda kundosangana naAhabhu akamuudza, uye Ahabhu akaenda kundosangana naEria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Obhadhiya akandoonana naAhabhu akamutaurira, Ahabhu akandoonanawo naEriya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Obhadhiya akaenda kuna Ahabhi, akamuudza Ahabhi akandosangana naEria.
Shona 2009?
Naizvozvo Obhadhiya akaenda kuna Ahabhi, akamuudza Ahabhi akandosangana naEria.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Obhadhia akaenda kuna Ahabhi, akamuudza Ahabhi akandosangana naEriya.