1 Kings 18:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahabi wakati aciʋona Eria, Ahabi akati kwaari: Ndiwe here, iwe mutambudzi waIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakaona Eria, akati kwaari, “Ndiwe here, iwe mutambudzi weIsraeri?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu paakaona Eriya, Ahabhu uyu akati kwaari, “Ndiwe here mutambudzi weIsiraeri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahabhi wakati achiona Eria, Ahabhi akati kwaari, “Ndiwe here, iwe mutambudzi waIsiraeri?”
Shona 2009?
Zvino Ahabhi wakati achiona Eria, Ahabhi akati kwaari, "Ndiwe here, iwe mutambudzi waIsiraeri?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahabhi wakati achiona Eriya, Ahabhi akati kwaari, “Ndiwe here, iwe mutambudzi waIsiraeri?”