1 Kings 18:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Eria akati kuʋanhu: Ini, iyeni ndoga, ndini ndasara kuʋaprofita ʋaJehova, asi ʋaprofita ʋaBaari ʋanoȿika ʋarume ʋanamazana manna namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Eria akati kwavari, “Ini chete pavaprofita vaJehovha ndini ndasara, asi Bhaari ane vaprofita mazana mana namakumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya ndokuti kuvanhu ava, “Ini ndini ndoga muprofita waTenzi asara. Asi kune vaporofita vaBhaari mazana mana namakumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Eria akati kuvanhu, “Ini, iyeni ndoga, ndini ndasara kuvaporofita vaJehovha, asi vaporofita vaBhaari vanosvika varume vana mazana mana namakumi mashanu.”
Shona 2009?
Ipapo Eria akati kuvanhu, "Ini, iyeni ndoga, ndini ndasara kuvaporofita vaJehovha, asi vaporofita vaBhaari vanosvika varume vana mazana mana namakumi mashanu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Eriya akati kuvanhu, “Ini, iyeni ndoga, ndini ndasara kuvaporofita vaJehovha, asi vaporofita vaBhaari vanosvika varume vana mazana mana namakumi mashanu.”