1 Kings 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ahabi akaɗana Obadia, iye wakaŋga ari mutariri weimba yake. (Ɀino Obadia wakaŋga acitya Jehova kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Ahabhu akanga adana Obhadhia uyo akanga ari mutariri womuzinda wake. (Obhadhia akanga achitenda kuna Jehovha zvikuru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu akadaidza Obhadhiya mukuru mukuru wepamuzinda. Zvino Obhadhiya aiva munhu aitya Tenzi zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ahabhi akadana Obhadhiya, iye wakanga ari mutariri weimba yake. (Zvino Obhadhiya wakanga achitya Jehovha kwazvo;
Shona 2009?
Ahabhi akadana Obhadhiya, iye wakanga ari mutariri weimba yake. (Zvino Obhadhiya wakanga achitya Jehovha kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Ahabhi akadana Obhadhia, iye wakanga ari mutariri weimba yake. (Zvino Obhadhiya wakanga achitya Jehovha kwazvo;