1 Kings 18:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaka artari namabge iwayo nezita raJehova, akacera goroŋga rakakomba artari rakaŋga rakaenzana napaŋgadɀarwa ɀiyero ɀiʋiri ɀeɀiyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akashandisa mabwe aya kuvaka aritari muzita raJehovha, uye akachera mugero waipoteredza aritari wakanga wakakura zvokuti waikwana maseya maviria embeu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Namatombo iwayo akavakira Tenzi atari. Akachera mugero kutenderera atari iyi waiva wakakura zvokutokwana bhagidhi rembesanwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaka aritari namabwe iwayo nezita raJehovha, akachera goronga rakakomba aritari rakanga rakaenzana napangadzvarwa zviyero zviviri zvezviyo.
Shona 2009?
Akavaka aritari namabwe iwayo nezita raJehovha, akachera goronga rakakomba aritari rakanga rakaenzana napangadzvarwa zviyero zviviri zvezviyo.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaka atari namabwe iwayo nezita raJehovha, akachera goronga rakakomba atari rakanga rakaenzana napangadzvarwa zviyero zviviri zvezviyo.