1 Kings 18:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋose ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakati: Jehova ndiye Mŋari, Jehova ndiye Mŋari!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose pavakaona izvi, vakawira pasi nezviso zvavo, vakadanidzira vachiti, “Jehovha ndiye Mwari! Jehovha ndiye Mwari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose pavakazviona vakati pasi gwadagwa nouso vachiti, “Tenzi ndiye Mwari, Tenzi ndiye Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vose vakati vachizviona, vakawira pasi nezviso zvavo, vakati, “Jehovha ndiye Mwari, Jehovha ndiye Mwari!”
Shona 2009?
Vanhu vose vakati vachizviona, vakawira pasi nezviso zvavo, vakati, "Jehovha ndiye Mwari, Jehovha ndiye Mwari!"
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vose vakati vachizviona, vakawira pasi nezviso zvavo, vakati, “Jehovha ndiye Mwari, Jehovha ndiye Mwari!”