1 Kings 18:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Eria akati kunaAhabi: Ciroŋgedzai, mudye, munwe, nokuti kunokuwuŋga kwemvura zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Eria akati kuna Ahabhu, “Chienda undodya uye unwe, nokuti kune kutinhira kwemvura zhinji.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Eriya akati kuna Ahabhu, “Chikwirai zvenyu mundodya nokunwa nokuti kune kuwunga kwemvura yomudenga zhinji kwazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Eria akati kuna Ahabhi, “Chirongedzai, mudye, munwe, nokuti kuno kuunga kwemvura zhinji.”
Shona 2009?
Eria akati kuna Ahabhi, "Chirongedzai, mudye, mumwe, nokuti kuno kuunga kwemvura zhinji."
Shona SUB 2002 Bible
Eriya akati kuna Ahabhi, “Chirongedzai, mudye, munwe, nokuti kuno kuunga kwemvura zhinji.”