1 Kings 18:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Ahabi akaroŋgedza kundodya nokunwa. Eria akakwira pamsoro pegomo reKarmeri, akagwaɗamira pasi, akaisa ciso cake pakati pamabvi ake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Ahabhu akaenda kundodya nokunwa, asi Eria akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akakotamira pasi akaisa chiso chake pakati pamabvi ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvowo Ahabhu akakwira zvake kundodya nokunwa, Eriya akakwirawo pamusoro peGomo reKarimero. Akati pasi gwadagwa uso huri pakati pamabvi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Ahabhi akarongedza kundodya nokunwa. Eria akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akagwadamira pasi, akaisa chiso chake pakati pamabvi ake;
Shona 2009?
Naizvozvo Ahabhi akarongedza kundodya nokumwa. Eria akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akagwadamira pasi, akaisa chiso chake pakati pamabvi ake;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Ahabhi akarongedza kundodya nokunwa. Eriya akakwira pamusoro pegomo reKarimeri, akagwadamira pasi, akaisa chiso chake pakati pamabvi ake;