1 Kings 18:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kumuranda wake: Cikwira ɀino, utarire kurutiʋi rweguŋgwa. Akakwira akatarira, akati: Hakunecinhu. Akati: Enda ɀe, kanomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaudza muranda wake kuti, “Enda undotarisa kwakadziva kugungwa.” Akakwira akandotarisa. Akati, “Hakuna chiriko uku.” Eria akati, “Dzokerazve,” kanomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kune aimushandira, “Chikwira utarise kugungwa.” Iye akakwira akatarisako akati, “Hakuna chiriko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kumuranda wake, “Chikwira zvino, utarire kurutivi rwegungwa.” Akakwira akatarira, akati, “Hakuna chinhu.” Akati, “Endazve, kanomwe.”
Shona 2009?
akati kumuranda wake, "Chikwira zvino, utarire kurutivi rwegungwa." Akakwira akatarira, akati, "Hakuna chinhu." Akati, "Endazve, kanomwe."
Shona SUB 2002 Bible
akati kumuranda wake, “Chikwira zvino, utarire kurutivi rwegungwa.” Akakwira akatarira, akati, “Hakuna chinhu.” Akati, “Endazve, kanomwe.”