1 Kings 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahabi akati kunaObadia: Famba nenyika, kumatsime emvura, nokuhoʋa dzose; ɀimŋe tiŋgawana ɓundo, tiraramise mabiza namahesera, tirege kurashikirwa neɀipfuwo ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahabhu akanga ati kuna Obhadhia, “Enda munyika umu kuzvitubu zvose nemipata yose. Zvimwe tingawana uswa tiraramise mabhiza namahesera kuitira kuti tirege kuzouraya kana chimwe chete chezvipfuwo zvedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu akati kuna Obhadhiya, “Wochifamba nenyika ino kumatsime ose nomumapani ose zvimwe tingawane pachine mafuro tikararamisa mabhiza namanyurusi tirege kurasikirwa nezvimwe zvipfuwo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahabhi akati kuna Obhadhiya, “Famba nenyika, kumatsime emvura, nokuhova dzose; zvimwe tingawana bundo, tiraramise mabhiza namahesera, tirege kurashikirwa nezvipfuwo zvose.”
Shona 2009?
Zvino Ahabhi akati kuna Obhadhiya, "Famba nenyika, kumatsime emvura, nokuhova dzose; zvimwe tingawana bundo, tiraramise mabhiza namahesera,tirege kurashikirwa nezvipfuwo zvose."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahabhi akati kuna Obhadhiya, “Famba nenyika, kumatsime emvura, nokuhova dzose; zvimwe tingawana bundo, tiraramise mabhiza namahesera, tirege kurashikirwa nezvipfuwo zvose.”