1 Kings 18:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Obadia wakati ari panzira, Eria akasoŋgana naye; akamuziʋa, akawira pasi neciso cake, akati: Ndimi here, ishe waŋgu Eria?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Obhadhia akati achifamba, Eria akasangana naye. Obhadhia akamuziva akakotamira pasi, uye akati, “Chaizvoizvo chokwadi, ndimi here ishe wangu Eria?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati zvino Obhadhiya ava munzira, ndiye mahwekwe naEriya, Obhadhiya ndokumuziva ndokubva ati nouso pasi gwadagwa akati, “Ndiwe here chokwadi Eriya changamire?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Obhadhiya wakati ari panzira, Eria akasangana naye; akamuziva, akawira pasi nechiso chake, akati, “Ndimi here, ishe wangu Eria?”
Shona 2009?
Zvino Obhadhiya wakati ari panzira, Eria akasangana naye; akamuziva, akawira pasi nechiso chake, akati, "Ndimi here, ishe wangu Eria?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Obhadhiya wakati ari panzira, Eriya akasangana naye; akamuziva, akawira pasi nechiso chake, akati, “Ndimi here, ishe wangu Eriya?”