1 Kings 18:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akamupindura, akati: Ndini; enda undoʋudza ishe wako, uti: Tarirai, Eria uri pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Hongu. Enda undoudza ishe wako kuti, ‘Eria ari kuno.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamudaira achiti, “Ndini zvangu. Iwe chienda undotaurira tenzi wako kuti Eriya uya ari pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akamupindura, akati, “Ndini; enda unoudza ishe wako, uti, ‘Tarirai, Eria ari pano.’ ”
Shona 2009?
Iye akamupindura, akati, "Ndini; enda unoudza ishe wako, uti, Tarirai, Eria ari pano.'
Shona SUB 2002 Bible
Iye akamupindura, akati, “Ndini; enda unoudza ishe wako, uti, ‘Tarirai, Eriya ari pano.’ ”