1 Kings 18:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndatadzeiko, ɀamoɗa kuisa muranda wenyu mumaʋoko aAhabi, andiʋuraye?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Obhadhia akabvunza akati, “Ndatadzeiko zvamava kuendesa muranda wenyu kuna Ahabhu kuti andourayiwa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Chandakatadza chaizvo chii kundiisa zvenyu ini muranda wenyu mumaoko aAhabhu kuti ndiurayiwe?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndatadzeiko, zvamoda kuisa muranda wenyu mumaoko aAhabhi, andiuraye?
Shona 2009?
Iye akati, "Ndatadzeiko, zvamoda kuisa muranda wenyu mumaoko aAhabhi, andiuraye?
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndatadzeiko, zvamoda kuisa muranda wenyu mumaoko aAhabhi, andiuraye?