1 Kings 19:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ahabi wakaʋudza Izeberi ɀose ɀakaŋga ɀaitwa naEria, ɀokuʋuraya kwake ʋaprofita ʋose nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Ahabhu akaudza Jezebheri zvose zvakanga zvaitwa naEria nokuuraya kwaakanga aita vaprofita vose nomunondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahabhu akataurira Izebhero zvose zvakanga zvaitwa naEriya nokuuraya kwaakaita vaporofita vose nebakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ahabhi wakaudza Izebheri zvose zvakanga zvaitwa naEria, zvokuuraya kwake vaporofita vose nomunondo.
Shona 2009?
Zvino Ahabhi wakaudza Izebheri zvose zvakanga zvaitwa naEria, zvokuuraya kwake vaporofita vose nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ahabhi wakaudza Jezebheri zvose zvakanga zvaitwa naEriya, zvokuuraya kwake vaporofita vose nomunondo.