1 Kings 19:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwaari: Dzoka nenzira yako yokurenje reDamasko; kana waȿika’po, uzodze Hazaeri, aʋe mambo weSiria,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kwaari, “Dzokera nenzira yawauya nayo, ugoenda kuGwenga reDhamasiko. Kana wasvikako, uzodze Hazaeri kuti ave mambo weAramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akamuti, “Chienda udzokere nokurenje reDhamasikusi ukange wasvikako unofanira kuzodza Hazaeri kuti ave mambo weSiria
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kwaari, “Dzoka nenzira yako yokurenje reDhamasiko; kana wasvikapo, uzodze Hazaeri, ave mambo weSiria,
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kwaari, "Dzoka nenzira yako yokurenje reDhamasiko; kana wasvikapo, uzodze Hazaeri, ave mambo weSiria,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kwaari, “Dzoka nenzira yako yokurenje reDhamasikosi; kana wasvikapo, uzodze Hazaeri, ave mambo weSiria,