1 Kings 19:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naJehu mŋanakomana waNimshi umuzodze aʋe mambo waIsraeri, naErisha mŋanakomana waShafati weAberi‐mehora, umuzodze aʋe muprofita panɀimbo yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uzodzezve Jehu, mwanakomana waNimishi kuti ave mambo weIsraeri, ugozodza Erisha, mwanakomana waShafati wokuAbheri Mehora kuti atore nzvimbo yako somuprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uzodzewo Jehu mwanakomana waNimushi kuti ave mambo wokwaIsiraeri. Unofanirawo kuzodza Erisha mwanakomana waShafati wokuAbheromehora kuti ave muporofita panzvimbo pako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naJehu mwanakomana waNimishi umuzodze ave mambo waIsiraeri, naErisha mwanakomana waShafati weAbherimehora, umuzodze ave muporofita panzvimbo yako.
Shona 2009?
naJehu mwanakomana waNimishi umuzodze ave mambo waIsiraeri, naErisha mwanakomana waShafati weAbherimehora, umuzodze ave muporofita panzvimbo yako.
Shona SUB 2002 Bible
naJehu mwanakomana waNimishi umuzodze ave mambo waIsiraeri, naErisha mwanakomana waShafati weAbherimehora, umuzodze ave muporofita panzvimbo yako.