1 Kings 19:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unopukunyuka pamunondo waHazaeri, ucaʋurawa naJehu; unopukunyuka pamunondo waJehu, ucaʋurawa naErisha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu achauraya vose vachapunyuka munondo waHazaeri, uye Erisha achaurayawo vose vachapunyuka munondo waJehu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anenge apunyuka mumapakatwa aHazaeri achaurayiwa naJehu, anopunyukawo bakatwa raJehu achiurayiwawo naErisha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti unopukunyuka pamunondo waHazaeri, uchaurawa naJehu; unopukunyuka pamunondo waJehu, uchaurawa naErisha.
Shona 2009?
Nokuti unopukunyuka pamunondo waHazaeri, uchaurawa naJehu; unopukunyuka pamunondo waJehu, uchaurawa naErisha.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti unopukunyuka pamunondo waHazaeri, uchaurayiwa naJehu; unopukunyuka pamunondo waJehu, uchaurayiwa naErisha.