1 Kings 19:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciʋona iɀoɀo, akasimuka, akatiza, kuti arege kuʋurawa, akaȿika paBeeri‐sheba raiʋa raJuda, akasiya muranda wake ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Eria akatya akatiza kuti aponese upenyu hwake. Paakasvika kuBheerishebha muJudha, akasiya muranda wake ikoko,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokutyira upenyu hwake akasimuka akatiza akaenda kuBheerishebha kwaJudha akasiya mushandi wake ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati achiona izvozvo, akasimuka, akatiza, kuti arege kuurawa, akasvika paBheerishebha raiva raJudha, akasiya muranda wake ipapo.
Shona 2009?
Zvino wakati achiona izvozvo, akasimuka, akatiza, kuti arege kuurawa, akasvika paBheerishebha raiva raJudha, akasiya muranda wake ipapo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati achiona izvozvo, akasimuka, akatiza, kuti arege kuurayiwa, akasvika paBheerishebha raiva raJudha, akasiya muranda wake ipapo.