1 Kings 19:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutumŋa waJehova akaȿika ɀe rwecipiri, akamugunɀa, akati: Simuka, udye, nokuti ucakundwa norwendo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akadzoka kechipiri akamubata akati, “Simuka udye, nokuti rwendo rungakuremera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akauyazve rwechipiri akamuzunza akati, “Muka udye, rwendo urwu rurefu kwauri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutumwa waJehovha akasvikazve rwechipiri, akamugunzva, akati, “Simuka, udye, nokuti uchakundwa norwendo.”
Shona 2009?
Mutumwa waJehovha akasvikazve rwechipiri, akamugunzva, akati, "Simuka, udye, nokuti uchakundwa norwendo."
Shona SUB 2002 Bible
Mutumwa waJehovha akasvikazve rwechipiri, akamugunzva, akati, “Simuka, udye, nokuti uchakundwa norwendo.”