1 Kings 2:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Adonia mŋanakomana waHagiti, akaȿika kunaBati‐sheba mai ʋaSoromoni. Iʋo ʋakati: Unoʋuya norugare here? Iye akati: Hoŋo, norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Adhoniya, mwanakomana waHagiti, akaenda kuna Bhatishebha, mai vaSoromoni. Bhatishebha akamubvunza akati, “Ko, wauya norugare here?” Iye akapindura akati, “Hongu, norugare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhoniya mwanakomana waHagiti akauya kuna Bhatishebha amai vaSoromoni. Ivo vakati, “Kutsvene here kuuya kudai?” Iye akati, “Kutsvene zvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Adhonia mwanakomana waHagiti, akasvika kuna Bhati‐shebha mai vaSoromoni. Ivo vakati, “Unouya norugare here?” Iye akati, “Hongu, norugare.”
Shona 2009?
Ipapo Adhonia mwanakomana waHagiti, akasvika kuna Bhati-shebha mai vaSoromoni. Ivo vakati, "Unouya norugare here?" Iye akati, "Hongu, norugare."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Adhonia mwanakomana waHagiti, akasvika kuna Bhati–shebha mai vaSoromoni. Ivo vakati, “Unouya norugare here?” Iye akati, “Hongu, norugare.”