1 Kings 2:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndinokumbira cinhu cimŋe coga kwamuri; musandirambira henyu cinhu ico. Iʋo ʋakati kwaari: Taura hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino ndinokumbira chinhu chimwe chete kwamuri, musandirambira.” Iye akati kwaari, “Taura zvako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi ndine chichemo chimwechete ichi kwamuri. Dai mukarega zvenyu kundirambidza.” Ivo vakamuti, “Taura zvako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndinokumbira chinhu chimwe choga kwamuri; musandirambira henyu chinhu icho.” Ivo vakati kwaari, “Taura hako.”
Shona 2009?
Zvino ndinokumbira chinhu chimwe choga kwamuri; musandirambira henyu chinhu icho." Ivo vakati kwaari, "Taura hako."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndinokumbira chinhu chimwe choga kwamuri; musandirambira henyu chinhu icho.” Ivo vakati kwaari, “Taura hako.”