1 Kings 2:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Ƌotauriranai henyu namambo Soromoni, nokuti haaŋgakurambiriyi cinhu, kuti andipe Abishagi muShunemi, aʋe mukadzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akaenderera mberi akati, “Ndapota, kumbirai Mambo Soromoni, haambokurambirai, kuti andipe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Ndikumbirireiwo kuna mambo Soromoni havangambokurambirai kuti vandipewo Abhishagi wokuShunamu achiva zvake mukadzi wangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Dotauriranai henyu namambo Soromoni, nokuti haangakurambiriyi chinhu, kuti andipe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wangu.”
Shona 2009?
Akati, "Dotauriranai henyu namambo Soromoni, nokuti haangakurambiriyi chinhu, kuti andipe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Dotauriranai henyu namambo Soromoni, nokuti haangakurambiriyi chinhu, kuti andipe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wangu.”