1 Kings 2:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bati‐sheba akati: Ndiɀo haɀo, ndicakureʋera kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhatishebha akapindura akati, “Zvakanaka, ndichandosuma nyaya iyi kuna mambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhatishebha akati, “Zvakanaka. Ndichakusvitsira chichemo chako kuna mambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhati‐shebha akati, “Ndizvo hazvo, ndichakurevera kuna mambo.”
Shona 2009?
Bhati-shebha akati, "Ndizvo hazvo, ndichakurevera kuna mambo."
Shona SUB 2002 Bible
Bhati–shebha akati, “Ndizvo hazvo, ndichakurevera kuna mambo.”