1 Kings 2:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakati: Ndinokumbira kwauri cinhu ciɗuku; usandirambira hako cinhu ici. Mambo akati kwaʋari: Kumbirai henyu, mai ʋaŋgu, nokuti handiŋgakurambiriyi ico.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakati, “Ndine chikumbiro chidiki kwauri. Usandirambira zvako.” Mambo akapindura akati, “Kumbirai henyu, mai, handikurambiriyi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndine kamwe kanhu kandanga ndichida kutaurawo kwamuri. Dai mukarega zvenyu kundirambira.” Mambo akati kwavari, “Kumbirai zvenyu amai handikurambidzii.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakati, “Ndinokumbira kwauri chinhu chiduku; usandirambira hako chinhu ichi.” Mambo akati kwavari, “Kumbirai henyu, mai vangu, nokuti handingakurambiriyi icho.”
Shona 2009?
Ipapo vakati, "Ndinokumbira kwauri chinhu chiduku; usandirambira hako chinhu ichi." Mambo akati kwavari, "Kumbirai henyu, mai vangu, nokuti handingakurambiriyi icho."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakati, “Ndinokumbira kwauri chinhu chiduku; usandirambira hako chinhu ichi.” Mambo akati kwavari, “Kumbirai henyu, mai vangu, nokuti handingakurambiriyi icho.”