1 Kings 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: Adonia mukuru wako ŋgaapiwe Abishagi muShunemi, aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ivo vakati, “Adhoniya mukoma wako, ngaapiwe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Dai mukarega Abhishagi wokuShunamu apiwe zvake kune mukoma wenyu Adhoniya ave mukadzi wake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “Adhonia mukuru wako ngaapiwe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wake.”
Shona 2009?
Vakati, "Adhonia mukuru wako ngaapiwe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “Adhonia mukuru wako ngaapiwe Abhishagi muShunami, ave mukadzi wake.”