1 Kings 2:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo Soromoni akapika naJehova, akati: Mŋari ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, Adonia ucaripira shoko iri noʋupenyu bgake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mambo Soromoni akapika naJehovha akati, “Mwari ngaandirange zvakaomarara kana Adhoniya akasaripa chikumbiro ichi noupenyu hwake!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Soromoni akapika naTenzi kuti, “Mwari ngaandione andiomesere kwazvo kana zvataurwa naAdhoniya izvi zvikarega kupinza upenyu kwake murufu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo Soromoni akapika naJehovha, akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, Adhonia ucharipira shoko iri noupenyu hwake.
Shona 2009?
Ipapo mambo Soromoni akapika naJehovha, akati, "Mwari ngaandirove, arambe achidaro, Adhonia ucharipira shoko iri noupenyu hwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo Soromoni akapika naJehovha, akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, Adhonia ucharipira shoko iri noupenyu hwake.