1 Kings 2:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, naJehova mupenyu, iye wakandisimbisa, akandigadza pacigaro coʋushe caɓaɓa ʋaŋgu Davidi, akandimutsira imba seɀaakandipikira, ɀirokwaɀo Adonia ucaʋurawa nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana Jehovha wangu ari mupenyu, uyo akandisimbisa zvakakwana pachigaro choushe chababa vangu Dhavhidhi, akandigadzirira umambo sezvaakavimbisa, Adhoniya achaurayiwa nhasi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino naTenzi mupenyu nyakuita kuti ndidzike midzi pachigaro choumambo chababa vangu Dhavhidhi, akaita kuti imba yangu ive imba youmambo sokuvimbisa kwakaita Adhoniya anotopafa chete iye nhasi uno wakare.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, naJehovha mupenyu, iye wakandisimbisa, akandigadza pachigaro choushe chababa vangu Dhavhidhi, akandimutsira imba sezvaakandipikira, zvirokwazvo Adhonia uchaurawa nhasi.”
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, naJehovha mupenyu, iye wakandisimbisa, akandigadza pachigaro choushe chababa vangu Dhavhidhi, akandimutsira imba sezvaakandipikira, zvirokwazvo Adhonia uchaurawa nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, naJehovha mupenyu, iye wakandisimbisa, akandigadza pachigaro choushe chababa vangu Dhavhidhi, akandimutsira imba sezvaakandipikira, zvirokwazvo Adhonia uchaurayiwa nhasi.”