1 Kings 2:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo Soromoni akaʋudzwa, ɀicinzi: Joabi watizira kuTente raJehova, tarirai, uri paartari. Ipapo Soromoni akatuma Benaya mŋanakomana waJehoyada, akati: Enda undomuʋamba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Soromoni akaudzwa kuti Joabhu akanga atizira kutende raJehovha uye kuti akanga ari paaritari. Ipapo Soromoni akarayira Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akati, “Enda undomuuraya!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Soromoni paakazvitaurirwa kuti, “Joabhu akatizira kutendhe raTenzi izvozvi anotoa paatari.” Soromoni akatumira Bhenaya mwana waJehoyadha achiti, “Enda undomuuraya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo Soromoni akaudzwa, zvichinzi, “Joabhu watizira kuTende raJehovha, tarirai, ari paatari.” Ipapo Soromoni akatuma Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akati, “Enda undomuvamba.”
Shona 2009?
Ipapo mambo Soromoni akaudzwa, zvichinzi, "Joabhu watizira kuTende raJehovha, tarirai, ari paatari." Ipapo Soromoni akatuma Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akati, "Enda undomuvamba."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo Soromoni akaudzwa, zvichinzi, “Joabhu watizira kuTende raJehovha, tarirai, ari paatari.” Ipapo Soromoni akatuma Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akati, “Enda unomutema.”