1 Kings 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ceŋgeta ɀawakarairwa naJehova Mŋari wako, kuti ufambe nenzira dzake, uciceŋgeta ɀaakatema, nemirairo yake, neɀaakatoŋga, neɀipupuriro ɀake, seɀaɀakanyorwa pamurairo waMosesi, kuti ufare paɀose ɀaunoita, ʋuye kwose kwaunoenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ucherechedze zvose zvinodiwa naJehovha Mwari wako: Famba munzira dzake, chengeta zvaakatema, mirayiro yake, mitemo yake nezvaanoda, sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, kuti ugobudirira pazvose zvaunoita nakwose kwaunoenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uchengete zvakarehwa naTenzi, Mwari wako, ufambe mumakwara ake uchichengeta mitemo yake nemirao yake nezvirongwa zvake nezvirevo zvake sokunyorwa kwazvakaitwa mumutemo waMosesi kuitira kuti zvose zvaunoita zvikufambire zvakanaka kwose kwaunoenda,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chengeta zvawakarairwa naJehovha Mwari wako, kuti ufambe nenzira dzake, uchichengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, nezvipupuriro zvake, sezvazvakanyorwa pamurayiro waMosesi, kuti ufare pazvose zvaunoita, uye kwose kwaunoenda.
Shona 2009?
Chengeta zvawakarairwa naJehovha Mwari wako, kuti ufambe nenzira dzake, uchichengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, nezvipupuriro zvake, sezvazvakanyorwa pamurayiro waMozisi, kuti ufare pazvose zvaunoita, uye kose kwaunoenda.
Shona SUB 2002 Bible
Chengeta zvawakarairwa naJehovha Mwari wako, kuti ufambe nenzira dzake, uchichengeta zvaakatema, nemirairo yake, nezvaakatonga, nezvipupuriro zvake, sezvazvakanyorwa pamurairo waMosesi, kuti ufare pazvose zvaunoita, uye kwose kwaunoenda.