1 Kings 2:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Benaya mŋanakomana waJehoyada, akaenda, akamuʋamba, ndokumuʋuraya; akaʋigwa mumba make murenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akaenda akandouraya Joabhu, akavigwa muguva rake murenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akakwirako akamuuraya akafa. Akavigwa kumusha kwake kurenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akaenda, akamuvamba, ndokuuraya; akavigwa mumba make murenje.
Shona 2009?
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akaenda, akamuvamba, ndokuuraya; akavigwa mumba make murenje.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, akaenda, akamuvamba, ndokuuraya; akavigwa mumba make murenje.