1 Kings 2:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo akagadza Benaya mŋanakomana waJehoyada, panɀimbo yake aʋe mukuru wehondo; mambo akagadza ʋo Zadoki aʋe muprista panɀimbo yaAbiatari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo akagadza Bhenaya mwanakomana waJehoyadha somukuru wehondo panzvimbo yaJoabhu, uye akagadza Zadhoki somuprista panzvimbo yaAbhiatari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akaisa Bhenaya mwana waJehoyadha pakutungamirira hondo panzvimbo paJoabhu, akaisawo mupristi Zadhoki panzvimbo paAbhiyatari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo akagadza Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, panzvimbo yake ave mukuru wehondo; mambo akagadzawo Zadhoki ave mupristi panzvimbo yaAbhiatari.
Shona 2009?
Zvino mambo akagadza Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, panzvimbo yake ave mukuru wehondo; mambo akagadzawo Zadhoki ave muprista panzvimbo yaAbhiatari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo akagadza Bhenaya mwanakomana waJehoyadha, panzvimbo yake ave mukuru wehondo; mambo akagadzawo Zadhoki ave mupristi panzvimbo yaAbhiatari.