1 Kings 2:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akatuma munhu kundoɗana Shimei, akati kwaari: Uɀiʋakire imba paJerusarema, ugare’po, usabva’po ucienda kumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akatuma munhu kuti andodana Shimei akati kwaari, “Zvivakire imba muJerusarema uye ugogaramo, asi usaenda kumwe kunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatumira shoko rokuti Shimei auye akamuti, “Zvivakire imba muJerusaremu muno ugare imomo usambobva zvako ipapo uchienda kumwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akatuma munhu kundodana Shimei, akati kwaari, “Uzvivakire imba paJerusaremu, ugarepo, usabvapo uchienda kumwe.
Shona 2009?
Mambo akatuma munhu kundodana Shimei, akati kwaari, "Uzvivakire imba paJerusaremu, ugarepo, usabvapo uchienda kumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akatuma munhu kundodana Shimei, akati kwaari, “Uzvivakire imba paJerusaremu, ugarepo, usabvapo uchienda kumwe.